Siya So

Siya So 歌词

流派Dancehall
时长3:11
原文语言SW
浏览量129
歌词坐标

原文歌词

SW
暂时没有翻译,当前显示原文歌词。
18
Ga Gafa Gafa Ziva chakaipa zvisati zvaipa Ziva chakaipa zvisati zvaipa Akasimba haariswane nechakaipa anoregerera Chakaipa chinozviparadza inzwai chigafa chadevedzera Hakuna chakaipa chinokunda mberi kwechakanaka Chese chakaipa chinopfuura hapana chachinovaka Zvimwe zvinhu Siya so, siya so, siya so, siya so Siya so, siya so, siya so, siya so Zvichano sortana ikoko siya so Handiti vaizvita mikono siya so Chakaipa zvino chabereka siya so Makapembedza mbereka siya so Chaunotsvaga nerudo chichakudzokera nerudo Chauchatsvaga neropa chichakudzokera neropa Sakani chenjera wamai chenjera Kunze kuchakuyedzera Mufaro uchawedzera uchawedzera kana mutemo wakatedzera Asi anoita rakaipa uyo Ndine hurombo ndine hurombo Akabata chakaipa uyo Ndine hurombo ndine hurombo Zvichano sortana ikoko siya so Hanti vaizvita mikono siya so Chakaipa zvino chabereka siya so Makapembedza mbereka siya so Siya so, siya so, siya so, siya so Siya so, siya so, siya so, siya so Hakuna chakaipa chinopukunyuka Oskid Ikauya iri miyedzo iwe chingosuduruka Uri mufull speed Chichasvika pakumira icho chiri kukunguruka Anoruka rakaipa richarudunuka Idzidziso muhupenyu yandiri kukupa Uri munzira yakachena sununguka Asi anoita rakaipa uyo Ndine hurombo ndine hurombo Akabata chakaipa uyo Ndine hurombo ndine hurombo Zvichano sortana ikoko siya so Handiti vaizvita mikono siya so Chakaipa zvino chabereka siya so Makapembedza mbereka siya so Siya so, siya so, siya so, siya so Siya so, siya so, siya so, siya so Zvichano sortana ikoko siya so Handiti vaizvita mikono siya so Chakaipa zvino chabereka siya so Makapembedza mbereka siya so Siya so, siya so, siya so, siya so Siya so, siya so, siya so, siya so Siya so Siya so Siya so Siya so