Ijipita

Ijipita 歌词

流派Dancehall
时长3:39
原文语言TL
浏览量1.7K
歌词坐标

原文歌词

TL
暂时没有翻译,当前显示原文歌词。
18
Gafa gafa Gafa zvekare Jusa Pandinomuka mangwanani Ndinozvitarisa pagirazi Hakuna ini arinani Mangwana ngaasiyane nanhasi Kutsvaga manake Kuti mhuri irarame Aiwa harisi dambe Ndatemba tsoka rega ndifambe Bvisai rima pamberi pangu Isai chiedza ndifambe zvangu Hupenyu ndishande hwangu Ndakanda nhanho ndabvisa shangu Ijipita ijipita Ijipita ijipita Bye bye ndakukanda nhanho Canaan tapinda tapinda Ijipita ijipita Ijipita ijipita Bye bye ndakukanda nhanho Canaan tapinda tapinda Tavakusiya musha kufamba mamaira Vakomana kuchikaira Tabvunza zvirimberi hakuna adaira Totungamirwa nepasi ndipe nhekwe iya Zvinodzimba así rega ndireve Ukasadikitira hauseve Tava kutsvaga zvakafa zvega Kuvhima kweasina uta nemuseve Ndoenda ndoenda ndoenda ndoenda Ndoenda ndega kusina mhai Ndoenda ndoenda ndoenda ndoenda Handina mufudzi ndingori hwai Bvisai rima pamberi pangu Isai chiedza ndifambe zvangu Hupenyu ndishande hwangu Ndakanda nhanho ndabvisa shangu Ijipita ijipita Ijipita ijipita Bye bye ndakukanda nhanho Canaan tapinda tapinda Ijipita ijipita Ijipita ijipita Bye bye ndakukanda nhanho Canaan tapinda tapinda Hupenyu makata Hausi mutserendende Ukaramba wakavata Ndiani achavhara vende Pane vane chimbomira mira Kumavave kwavanonwira nwirwa Panganai zano monoteya riva Ndafunga kuyambuka ini ndobira dziva Ndoenda ndoenda ndoenda ndoenda Ndoenda ndega kusina mhai Ndoenda ndoenda ndoenda ndoenda Handina mufudzi ndingori hwai Bvisai rima pamberi pangu Isai chiedza ndifambe zvangu Hupenyu ndishande hwangu Ndakanda nhanho ndabvisa shangu Ijipita ijipita Ijipita ijipita Bye bye ndakukanda nhanho Canaan tapinda tapinda Ijipita ijipita Ijipita ijipita Bye bye ndakukanda nhanho Canaan tapinda tapinda Ndapinda canaan Kupinda ini ndapinda Ndapinda canaan Aihwa ini ndapinda