Mweya Mutseve

Mweya Mutseve 歌词

原文语言ZU
浏览量489
歌词坐标

原文歌词

ZU
暂时没有翻译,当前显示原文歌词。
18
Hai yeah Hai yeah Hai yeah eeh yeah aah Hai yeah eeh aah yeah ahh Hai yeah Hai yeah Hai yeahh eeh Hai yeah eeh yeah, yeah aah Mweya Mutsvene Torai nzvimbo yenyu Mweya Mutsvene Mweya Mutsvene Mweya Mutsvene Toraiwo nzvimbo yenyu Mweya Mutsvene Mweya Mutsvene Toraiwo nzvimbo yenyu Mweya Mudzidzisi Mweya Mutsvene Dzidzisai Vana Venyu Toraiwo nzvimbo yenyu Mweya mutungamiri Mweya Mutsvene Tungamirai nyika yenyu Toraiwo nzvimbo yenyu Mweya Mutsvene (woza) Mweya Mutsvene Mweya Mutsvene Toraiwo nzvimbo yenyu Makavimbisa kuti hamutisiye toga Muchatisiira mweya anogara nesu Mweya munonyaradza Mweya munochengeta Toraiwo nzvimbo yenyu Pana mweya Mutsvene Varwere vanopona Zvirema zvinofamba aaah Toraiwo nzvimbo yenyu Munosimbisa baba munochengeta aaa Toraiwo nzvimbo yenyu Mweya Mutsvene (mweya Mutsvene) Mweya Mutsvene Toraiwo nzvimbo yenyu Mweya Musununguri (mweya Mutsvene) Mweya Mutsvene (toraiwo nzvimbo yenyu) Mweya mudzikinuri (mweya Mutsvene) Mweya Mutsvene Toraiwo nzvimbo yenyu Mweya Mununuri wangu (mweya Mutsvene) Makandibvisa pakamanikana Toraiwo nzvimbo yenyu (woza) Haiyaiya