wagona fani

wagona fani 歌词

流派Pop
时长6:50
原文语言SN
浏览量157
歌词坐标

原文歌词

SN
暂时没有翻译,当前显示原文歌词。
18
Wakandifavor nerudo Kuperera nechido Ndikatsidzira ndinokuda Ndotenda ndotenda wagona Ndotenda ndotenda wagona Kundirerera vana vangu wagona Kundirayira vana ava wagona Ndotenda ndotenda wagona Ndotenda ndotenda wagona Wakandifavor nerudo (umm) Kuperera nechido, ndikatsidzira ndinokuda (umm) Sei kundibata nekunze kweruoko? (kweruoko) Sei muchindibata sendisi munhu? Ndini mai vako, ndini mai vevana (vevana) Ndini zvemai, mai vababa vako Ndini mai ndakabara mese (mese imimi, ah wagona) Ndini mai vako, ndini mai vevana (vevena) Ndini zvemai, mai vababa vako Ndini mai ndakabara mese (mese imimi, ah wagona) Ndotenda ndotenda wagona Ndotenda ndotenda wagona Kundirezva ndadhiniwa, wagona Pakuzotenda nemutupo, wagona Kundipuruzira pandavaviwa wagona Ndini mai vako, ndini mai vevana Ndini zvemai, mai vababa vako (babawee) Ndini mai ndakabara mese (mese imimi, ah wagona) Ndini mai vako, ndini mai vevana Ndini zvemai, mai vababa vako (babawee) Ndini mai ndakabara mese (mese imimi, ah wagona) Wagona Mai vevana, wagona Wagona Mai vevana, wagona