Na Ma Ta

Na Ma Ta 歌词

原文语言AF
浏览量986
歌词坐标

原文歌词

AF
暂时没有翻译,当前显示原文歌词。
18
(Iwe satani) hayi (Tinouya) hayi (Kwauri) hayi (Nomunondo) hayi (Weshoko) hayi (Tichiti) hayi (Hauna simba) hayi (Kuvakomana) hayi (Nevasikana) hayi (Vakatengwa) hayi (Neropa) hayi (Rajesu) hayi (Viva jesu) viva (Naye jesu) naye (Tose dzvamu nevhangeri) Haiwaiwa tose dzvamu (Iyo nguva) Nguva yatoperawo (Namata) Namata mwari wako iwe (Namata) Namata (Namata) Namata (Namata) Namata mwari wako iwe (This is) This is your time (To praise) To praise the lord (Namata) - pray Namata mwari wako iwe (This is) This is your time (To praise) To praise the lord (Namata) Namata mwari wako iwe (Namata) Namata (Namata) Namata (Namata) Namata mwari wako iwe (Iyo nguva) Nguva yatoperawo (Shumira) Shumira mwari wako iwe (Shumira) Shumira (Shumira) Shumira (Shumira) Shumira mwari wako iwe (Iyo nguva) Nguva yatoperawo (Farira) Farira mwari wako iwe (Farira) Farira (Farira) Farira (Farira) Farira mwari wako iwe (Fara fara fara) Fara - rejoice (Farira jesu iwe) Fara (Tamba tamba tamba) Tamba (Tambira jesu iwe) Tamba (Makomborero edu onai) Takapiwa veduwe! Makomborero (Makomborero onayi makomborero) Takapiwa makomborero (Naivo baba) Pane zvose zvataichema