Nyaya Yerudo

Nyaya Yerudo 歌词

流派Afrobeats
时长3:28
原文语言SN
浏览量673
歌词坐标

原文歌词

SN
暂时没有翻译,当前显示原文歌词。
18
Unondiwana Ndakamira panzvimbo iye Ndenge ndimire Ndenge ndirimo muchimana Unondiwana Ndakamira panzvimbo iye Ndenge ndimire Ndenge ndirimo muchimana Ruva rangu, uri chiedza Nekuti ndiwe mwenje wangu Mudima rezhizha Svovi yangu, uri hupenyu Nekuti ndiwe mvura yangu Inoyerera zvisina shungu Zvakaipa zvose, zvoyeredzwa Nepaunotsika hapakukanganwe Inyaya yerudo mhai Inyaya yerudo inopa kudai Inyaya yerudo mhai Inyaya yerudo inopa kudai Zambuko tichagara tayambuka Shanduko tichakumbira kudenga Mbereko ukandipa vana unenge wandipa humambo Pembera, pembera Ruva rangu, uri chiedza Nekuti ndiwe mwenje wangu Mudima rezhizha Svovi yangu, uri hupenyu Nekuti ndiwe mvura yangu Inoyerera zvisina shungu Zvakaipa zvose zvoyeredzwa Nepaunotsika hapakukanganwe Inyaya yerudo mhai Inyaya yerudo inopa kudai Inyaya yerudo mhai Inyaya yerudo inopa kudai Chada moyo chine nharo Chinoda mhinduro Usawora moyo kanga nyama Ndichasvika mauro Ahunde, ahunde Ndichaimba karwiyo Nemoyo wakachena semwedzi wechirimo Unondiwana Ndakamira panzvimbo iye Ndenge ndimire Ndenge ndirimo muchimana Unondiwana Ndakamira panzvimbo iye Ndenge ndimire Ndenge ndirimo muchimana Inyaya yerudo mhai Inyaya yerudo inopa kudai Inyaya yerudo mhai Inyaya yerudo inopa kudai Kuseri seri Kuseri seri Kwemoyo wangu Kuseri seri Kwemoyo wangu Oh! Mhai