Dzirere

Dzirere 歌词

流派Afrobeats
时长5:25
原文语言SN
浏览量651
歌词坐标

原文歌词

SN
暂时没有翻译,当前显示原文歌词。
18
Muchakura rinhiko? Pamuchaguma kucheuka miridzo? Achanamata ndiani? Kana ndaenda muchamira naniko? (ndaireva) Muchakura rinhiko? Pamuchaguma kucheuka miridzo? (ndaireva) Achanamata ndiani? Kana ndaenda muchamira naniko? Ndaireva, ndaimboreva Kura mwanangu uve gweta Sevamwe Ndaireva, ndaimboreva Kura mwanangu uve chiremba Ndidadewo Vanakomana ndinavo Ava marombe enzira Vanasikana ndinavo Vombeya, vozeya Chamakabata, chamakasimudza Chandichadada nacho chii? Zvandave hari yofanzirofa Ndaringa kumadokero Vamwe voti dzirere Dzirere wo, dzichakurera wo Dzirere pwere dzirere Dzirere wo dzichakurera wo Dzirere pwere dzirere Dzirere kani dzichakurera Dzirere pwere dzirere Dzirere wo dzichakurera wo Vana vevamwe vakagarika, vakayambuka inga wani Dzirere pwere dzirere Dzirere wo dzichakurera wo Vana vevamwe vakasimuka, vakayambuka inga wani Muchingoti “dzirere pwere dzirere” Dzirere wo dzichakurera wo Chikurukuru kuziva Nepekushandisa mukana Chikurukuru kuzova Nechako chimwe chakaringana Uchamira wega wogara waratidza wakura Wotomira segamba Usagudugudza mukapinda munzira Mwanangu chitobata rako jana Makangwarire kuzambire mushana (kunge kutumwa) Kana riri jambwa muyereswe (kana riri jambwa) Makangwarire kuzambire mushana (kunge kutumwa) Kana riri jambwa muyereswe (kana riri jambwa) Makangwarire kuzambire mushana (kunge kutumwa) Kana riri jambwa muyereswe (kana riri jambwa) Makangwarire kuzambire mushana (kunge kutumwa) Kana riri jambwa muyereswe (kana riri jambwa) Muchakura rinhiko? Pamuchaguma kucheuka miridzo? Achanamata ndiani? Kana ndaenda muchamira naniko? (naniko) Muchakura rinhiko? (ndirinhiko) Pamuchaguma kucheuka miridzo? (haiwa ndirinhiko) Achanamata ndiani? (ha ndianiko?) Kana ndaenda muchamira naniko Vana vevamwe vakayambuka, vakagarika inga wani Vana vevamwe vakasimuka, vakayambuka inga wani Muchingoti Dzirere pwere dzirere Dzirere wo dzichakurera wo Dzirere pwere dzirere Dzirere kani dzichakurera Dzirere pwere dzirere Dzirere wo dzichakurera wo Vana vevamwe vakagarika, vakayambuka inga wani Dzirere pwere dzirere Dzirere wo dzichakurera wo Vana vevamwe vakasimuka, vakayambuka inga wani Muchingoti Dzirere pwere dzirere Dzirere wo dzichakurera wo Makangwarire kuzambire mushana (kunge kutumwa) Kana riri jambwa muyereswe (kana riri jambwa) Makangwarire kuzambire mushana (kunge kutumwa) Kana riri jambwa muyereswe (kana riri jambwa)