Nhamo dzangu

Nhamo dzangu 歌词

原文语言英语
浏览量57
歌词坐标

原文歌词

EN
暂时没有翻译,当前显示原文歌词。
18
Khule AJ, AJ, AJ Four Machisi nemogo ndozvega zviri mu-den mangu (zviri mu-den mangu) Ma-cigarettes (ma-cigarettes) Ndoandinoputa pese pandinofunga nhamo dzangu (nhamo dzangu) ya Yese yandirikuita nhasi ndirikuitira mangwana (mangwana) But sometimes ndombozvibvunza mibvunzo (mibvunzo) Kuti chiiko chandoraramira zvangu? (Mira zvangu) Kana nyika yacho ichindibata rough, ndichazofarawo ndafa Maybe kwenyu makapona (kwenyu makapona) Kwedu kune horror (kwedu kune horror) Kwedu kune madzikirira, tinongoshingirira mamhepo akatisungirira Hapana kana ma-handouts, kutangira ku-downfall Kutangira kujecha, uchienda, uchienda Vamwe vane ma-handouts, mdhara ndiChiyangwa Chavo kutora cash vachienda Kuti uwane rent unenge watatarika (tatarika) Kushandiswa naJigga, kujambiswa ma-speaker (ma-speaker) Zvese takaita, kwese takasvika (takasvika) Hapana anokujega ukadonha, vanopembera zvika-flopper Izvozvi ndawana ka-piece job (piece job) But vano koma vakunditsoma, ndaisa peace order (peace order) Hama dzacho ndodzinotanga kukonzera disorder (disorder) Nhasi ndiri sober (ndiri sober) So pauchafona ndichangodaira ndoti ndiri Joza Machisi nemogo ndozvega zviri mu-den mangu (zviri mu-den mangu) Ma-cigarettes (ma-cigarettes) Ndoandinoputa pese pandinofunga nhamo dzangu (ya) ya Yese yandirikuita nhasi ndirikuitira mangwana (mangwana) But sometimes ndombozvibvunza mibvunzo (mibvunzo) Kuti chiiko chandoraramira zvangu? (Zvangu) Kana nyika yacho ichindibata rough, ndichazofarawo ndafa Maybe kwenyu makapona (makapona) Kwedu kune horror (kwedu kune horror) Kwedu kune madzikirira, tinongoshingirira mamhepo akatisungirira Hapana kana ma-handouts, kutangira ku-downfall Kutangira kujecha, uchienda, uchienda Vamwe vane ma-handouts, mdhara ndiChiyangwa Chavo kutora cash vachienda Unotongoona kuti ukasamira-mira ndeyekwako (ndeyekwako) Life yacho ndeyako (ndeyako) Saka nhamo dzacho ndedzako (ndedzako) yah Paunojumha gap, hauite mistake, unogara wapedza zveipapo (zveipapo) Vaimboganza vanotanga kuti, Ndeipi yako? (Madii?) Kuzama kuda kukwana-kwana muzhet rako (muzhet rako) Vanhu ndozvavari, vanenge vakuita kunge maface ako Cigarettes Yah Mangwana Mibvunzo Yah Kubhadhara Hamunyengetereke mu-dream Ndambonyengetera mu-dream Four