Murime Munhu

Murime Munhu şarkı sözleri

TürPop
Süre23:19
Orijinal dilSN
Görüntülenme355
Şarkı sözü koordinatları

Orijinal sözler

SN
Çeviri henüz yok. Orijinal sözler gösteriliyor.
18
Uh uh ah Uh nyika ivu Murimi munhu ivuivu Murimi munhu nyika ivu (ivu ndonyika) Murimi munhu ivuivu (rine murimi) Murimi munhu Murimi we tora kabadza urime Mvura nevu zoyanana Murimi we tora kabadza urime Nehunyandzwi whako torarama isu Murimi we tora kabadza urime Mvura nevu zoyananda baba we Kuvemuvimi (kujka) Kana munyimi (kujka zwemurimi) Kuve munyori (kujka) Kana musori (kujka zwemurimi) Madzibaba (kujka) Nesu venhungo (kujka zwemirimi) Uh ah Uh uh ah Uh nyika ivu (ivu ndonyika) murimi munhu Ivu ivu (rii nemurimi) murimi munhu Nyika ivu (ivu ndonyika) murimi munhu Ivu ivu (rii nemurimi) murimi munhu Murimi we tora kabadza urime Mvura nevu zoyananda Murimi we tora kabadza urime Nehunyandzwi whako torarama isu Murimi we tora kabadza urime Mvura nevu zoyananda baba we Kune mudeler (kujka) Kana mastola (kujka zwemirimi) Imi mafero (kujka) Nemi madara (kujka zwemurimi) Nablazo (kujka) Nemi magenga (kujka zwemurimi) Mhhm Murimi we tora kabadza urime Mvura nevu zoyananda Murimi we tora kabadza urime Nehunyandzwi whako torarama isu Murimi we tora kabadza urime Mvura nevu zoyananda tete wo Kuve mushandi (kujka) Kana mutambi (kujka zwemurimi) Kuve mukhuru (kujka) Kana kapwere (kujka zwemurimi) Madzi mambo (kujka) Nemi machinda (zwemurimi) Kuve munyimi (kujka) Kana muvimi (kujka zwemurimi) Kuve mutongi (kujka) Kana mutori (kujka zwemurimi) Madzibaba (kujka) Nemi gwenyambura (kujka zwemurimi) Uh ah Uh uh ah