UYO UNODA

UYO UNODA 가사

원문 언어SWB
조회수17
가사 좌표

원문 가사

SWB
번역이 아직 없습니다. 원문 가사를 표시합니다.
18
Vese’wo vanonzwa, rauranyi Soko rakanaka murese pasi Kuti vanhu vese ngaarinzwe’ri Uyo unoda, uya Uyo unoda, uyo unoda Tuma soko pagomo nemikana Baba wodikanwa akudaidza Uyo unoda, Uya Uyo unouya, nhasi uya Pinda pamusiwo wazarurirwa Jesu ndiyenzira yeidi ega Uyo unoda, Uya Uyo unoda, dawira idi Uyo unoda tiwira ngeizwi Uyo unoda, upenyu narini Uyo unoda, Uya