Donhodzo

Donhodzo 가사

장르Dancehall
길이4:37
원문 언어SN
조회수1.4K
가사 좌표

원문 가사

SN
번역이 아직 없습니다. 원문 가사를 표시합니다.
18
Donhodzo rangu, sejorodhani Muhana mako mukati imomo Ndonzvimbo yangu Esthandwa sami, ngirozi yangu Muhana mako mukati imomo Ndozvimbo yangu Donhodzo rangu, sejorodhani Mirai pano muchaona anosvika pachibhorani Tovhaira fani, tikati tande nebani Tichafamba nema maira mazana mashanu Tovhaira fani, tikati tande nebani Tichafamba nema maira mazana mashanu Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika Matambiro ake anoita kuti hana yangu inomboti Gaa gaa, nemukati kuti gaa! Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika Matambiro ake anoita kuti hana yangu inomboti Gaa gaa, nemukati kuti gaa! Donhodzo rangu, sejorodhani Muhana mako mukati imomo Ndonzvimbo yangu Esthandwa sami, ngirozi yangu Mirai pano muchaona anosvika pachibhorani Esthandwa sami, ngirozi yangu Mirai pano muchaona anosvika pachibhorani Tovhaira fani, tikati tande nebani Tichafamba nema maira mazana mashanu Tovhaira fani, tikati tande nebani Tichafamba nema maira aah mudiwa Munzira yemusango dhiya tichanhonga nhengeni Tofamba mvura yakasa tingazopera ngemheni Zvikara zvesango zvouya zvichaona iwe neni Kamoto tosika tobika tofambira mberi Shungu dzekundiso dzakanamira sedhimoni Zvingati yatichazotura mafemo mangwana Zvikara zvesango zvouya zvichaona iwe neni Kamoto tosika tobika tofambira mberi Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika Matambiro ake anoita kuti hana yangu inomboti Gaa gaa, nemukati kuti gaa! Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika Matambiro ake anoita kuti hana yangu inomboti Gaa gaa, nemukati kuti gaa! Ndakavamutsa nengoma yaivarova nhongonya Dai mandipa corona Mwendamberi munogona Ndakachibata Ndikachikoka Ndakachizunguza ndikachikakata Ndakachibata Ndikachikoka Ndakachizunguza ndikachikakata Ndakavamutsa nengoma yaivarova nhongonya Dai mandipa corona Mwendamberi munogona Ndakachibata Ndikachikoka Ndakachizunguza ndikachikakata Ndakachibata Ndikachikoka Ndakachizunguza ndikachikakata Pukuta masodzi nyarara Tosangana patakarangana yee Zviuya zvouya mangwana Chengengeta chitsidzo chehana Pukuta masodzi nyarara Tosangana patakarangana yee Zviuya zvouya mangwana Chengengeta chitsidzo chehana Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika Matambiro ake anoita kuti hana yangu inomboti Gaa gaa, nemukati kuti gaa! Mwana uya baba ndopika muchaona kana asvika Matambiro ake anoita kuti hana yangu inomboti Gaa gaa, nemukati kuti gaa! Donhodzo rangu, sejorodhani Muhana mako mukati imomo Ndonzvimbo yangu Esthandwa sami, ngirozi yangu Mirai pano muchaona anosvika pachibhorani Esthandwa sami, ngirozi yangu Mirai pano muchaona anosvika pachibhorani Tovhaira fani, tikati tande nebani Tichafamba nema maira mazana mashanu Tovhaira fani, tikati tande nebani Tichafamba nema maira mazana mashanu Ihondo yachaka, rodney clean shizzle maji Hello? Mudhara silent killer? Ee pari sei pajoza? Haa ndanga ndichida kungokuudzai kuti tapedza masports