Moyo Wangu

Moyo Wangu 가사

원문 언어영어
조회수94
가사 좌표

원문 가사

EN
번역이 아직 없습니다. 원문 가사를 표시합니다.
18
Khule AJ Four Ndakaita chibhambi chekukupa moyo wangu Ndakaita chitsaga chekuku-truster Ipapo ndopandakarasika (ndopandakarasika) Ndopandakafarisa (yeah) Ndakadhomoka pama-moves Ndakadhibha kubvunza boys repadhuze "Munhu bhoo here?" Zvimwe ndaisapinda nemoyo Ipapo ndopandakarasika (ya) Because ndaiona chiedza ndikakutarisa Rima ranga riri kure, everything was clear Handina kuziva uchazozvivharisa Mu-dish wazondigarisa Wakati ndisiye fodya ndakasiya (ndakasiya) Ukati ndisiye doro ndakasiya (ndakasiya) Ukandirambidza ku-linker ne-mafia (mafia) I always followed your rules (ya) Now yese yatakaita ya-history Ma-first days wanga uri sweet Now ndikakufonera wakundiudza shit Zvandaifunga kuti ndizvo hazvisi Ndakaita chibhambi chekukupa moyo wangu Ndakaita chitsaga chekuku-truster (ya) Ipapo ndopandakarasika (ndopandakarasika) Ndopandakafarisa Ndakadhomoka pama-moves Ndakadhibha kubvunza boys repadhuze Munhu bhoo here? Zvimwe ndaisapinda nemoyo Ipapo ndopandakarasika I blame myself ndini ndakaita nharo Yah, ndini ndakaita nharo pane zvinhu zvisingadi nharo Ndakamhanyisa nguva bvandakurumidza kunyura Kuzvitengera coffin Kuzvicherera ndega muguva (I like it)