Ngatidzokerane

Ngatidzokerane 歌詞

原文言語英語
閲覧数19
歌詞座標

原文歌詞

EN
翻訳はまだありません。原文を表示しています。
18
Ndakusuwa wandisuwa woye I can tell and u know kuti zviriko Une munhu wako ndine wangu woye I can tell kuti hazvisi bhoe Mumwe wangu patichasanga Hana dzedu dzinoroverana N u know kuti chinhu hwani chasara Kudzokerana kwasara, chinhu one chete chasara Kudzokerana kwasara Saka ngatidzokerane patichasanga Inini newe tinodanana ende tinonzwana ende ukutoda Saka ngatidzokerane patichasanga Ngatidzokerane patichasanga Inini newe tinodanana ende tinonzwana ende ukutoda Saka ngatidzokerane patichasanga Siya munhu wakoooo oh Ndosiya munhu wanguu Nekuti ndiwe munhu wangu, inini ndini munhu wakoooo Saka ngatidzokerane patichasanga Inini newe tinodanana ende tinonzwana ende ukutoda Saka ngatidzokerane patichasanga Kuti ndikukanganwe zvinondiremera Dayi ndataterera ndisina kuperera hona zvatava Tirikukanganisa vanotidaa Tovarwadzisa tichidzokerana zvinonyadzisa takaperera Chinhu one chete chasara Kudzokerana kwasara Saka ngatidzokerane patichasanga Inini newe tinodanana ende tinonzwana ende ukutoda Saka ngatidzokerane patichasanga Patichasanga patichasanga ah