歌詞座標
SWB原文歌詞
翻訳はまだありません。原文を表示しています。
Vese’wo vanonzwa, rauranyi
Soko rakanaka murese pasi
Kuti vanhu vese ngaarinzwe’ri
Uyo unoda, uya
Uyo unoda, uyo unoda
Tuma soko pagomo nemikana
Baba wodikanwa akudaidza
Uyo unoda, Uya
Uyo unouya, nhasi uya
Pinda pamusiwo wazarurirwa
Jesu ndiyenzira yeidi ega
Uyo unoda, Uya
Uyo unoda, dawira idi
Uyo unoda tiwira ngeizwi
Uyo unoda, upenyu narini
Uyo unoda, Uya




