Ndakuvara

Ndakuvara 歌詞

ジャンルPop
原文言語—
閲覧数37
歌詞座標

原文歌詞

翻訳はまだありません。原文を表示しています。
18
Shedza mai vemwana ndakuvara Pakupinkudza mombe ndakuvara (ndakuvara) Kana mai vemwana ndakuvara ini Pakupinkudza mombe ndakuvara (ndakuvara) Ndaiti tichatoredzera vakuru Pakupinkudza mombe ndakuvara (ndakuvara) Namatai pfuratira vakuru Pakupinkudza mombe ndakuvara (ndakuvara) Ndaiti eh vachiri mumakura (ah ha) Ndaiti mangwana tinkazokupa wo (ah, ah) Tichatirimira chichazokura (ah ha) Pitigu mai vemwana chandifura (pitip pitip) Shedza mai vemwana ndakuvara Pakupinkudza mombe ndakuvara (ndakuvara) Tanai mai vemwana ndakuvara kuno Pakupinkudza mombe ndakuvara (ndakuvara) Ndaiti tichatoredzera vakuru vacho Pakupinkudza mombe ndakuvara (ndakuvara) Nyanga tai pfuratira vakuru vaya Pakupinkudza mombe ndakuvara (ndakuvara) Ndaiti eh vachiri mumakura (ah ha) Ndaiti mangwana tinkazokupa wo (ah, ah) Tichatirimira chichazokura (ah ha) Pitigu mai vemwana chandikunda (pitip pitip) Ndaiti eh vachiri mumakura (ah ha) Ndaiti mangwana tinkazokupa wo (ah, ah) Tichatirimira chichazokura (ah ha) Pitigu mai vemwana chandikunda (pitip pitip) Shedza mai vemwana ndakuvara Pakupinkudza mombe ndakuvara (ndakuvara) Tana mai vemwana ndakuvara ini Pakupinkudza mombe ndakuvara (ndakuvara) Ndaiti tichatoredzera vakuru vacho Pakupinkudza mombe ndakuvara (ndakuvara) Nyanga tai pfuratira vakuru vacho Pakupinkudza mombe ndakuvara (ndakuvara) Ndaiti eh vachiri mumakura (ah ha) Ndaiti mangwana tinkazokupa wo (ah, ah) Tichatirimira chichazokura (ah ha) Pitigu mai vemwana chandikunda (pitip pitip) Ndaiti eh vachiri mumakura (ah ha) Ndaiti mangwana tinkazokupa wo (ah, ah) Tichatirimira chichazokura (ah ha) Pitigu mai vemwana chandikunda (pitip pitip)