Mwana Wamambo

Testo di Mwana Wamambo

GenereAfrobeats
Durata5:24
Lingua originaleSN
Visualizzazioni2.5K
Coordinate del testo

Testo originale

SN
Traduzione non ancora disponibile. Mostriamo il testo originale.
18
Mwana WaMambo Akachengetwa Nehondo Anenge Ruva Riripasanzu rinobaya Kana Womupfimba Wopfimba Wakaringa Nzira Nekuti Hondo inouya Uripo Wakanotora Wega Mbeu YehuMambo Vachazokubvunza zuva remuripo Kana Womupfimba Wopfimba Wakaringa Nzira Nekuti Hondo Inouya Uripo Ende haudzirote Dzinorota vamwe haudzirote Uchatokungurutsa Dombo Regoridhe Ukadzamba dzamba (Zvaoma) Ukandandama (Zvaoma) Ukatsenga Mukanwa (Zvaoma) Iwe vanokanda miseve (Zvaoma) Ende hauridye rinopisa hauridye Uchatokungurutsa Dombo Regoridhe Ukadzamba dzamba (Zvaoma) Ukandandama (Zvaoma) Ukatsenga Mukanwa (Zvaoma) Iwe vanokanda museve (Zvaoma) Washinga kudogorera Mwana WaMambo Woshuva kusanganiswa nehumambo Hmm Wadenha magwiro Wadenha hombiro Haikona kuzemberana neMwana WaMambo Washinga kudongorera Mwana WaMambo Woshuva kusanganiswa nehumambo Wadenha magwiro Wadenha hombiro Haikona kuzemberana neMwana waMambo Wakanzi mwanasikana usabude mudendere Muzunde raMambo mugamuke tsekwende Mambo kwindima Mwanasikana kwindima Aaah Kwindima Muromo mumhino kwindima Wakanzi mwanasikana usabude mudendere Muzunde raMambo mungamuke tsekwende Mambo Kwindima Mwanasikana kwindima Aaah Kwindima muromo mumhino kwindima Nyemwerera mwana mutema Tione saka machena aya Chinguri ndakabviro kanda shoko rerudo (Ahaaa ah) Rerudo (aaah haa) Nyemwerera mwana mutema Tione saka nemeno machena aya Chinguri ndakabviro Kanda shoko rerudo (Ahaaa ah) Rerudo (aaah haa) Ndini uyo inzwai mukoma ndini uyo Chengeta muhana usareve remuromo Ndafunga kufamba mudima Musina anaronda Ndafunga kupotera Pamuzinda waMambo Ndini uyo Inzwai mukoma ndini uyo Chengeta muhana usareve remuromo Ndafunga kufamba mudima Musina anoronda Ndafunga kupotera Pamuzinda waMambo Ende haudzirote Dzinorota vamwe haudzirote Uchatokungurutsa Dombo Regoridhe Ukadzamba dzamba (Zvaoma) Ukandandama (Zvaoma) Ukatsenga Mukanwa (Zvaoma) Iwe vanokanda miseve (Zvaoma) Ende hauridye rinopisa hauridye Uchatokungurutsa Dombo Regoridhe Ukadzamba dzamba (Zvaoma) Ukandandama (Zvaoma) Ukatsenga Mukanwa (Zvaoma) Iwe vanokanda museve Ndapfidza Ndakadarika mwero Ndapfidza (Tirimuchirangano) Ndabvunza (chirangano) Kunamwari Akasika (Tirimuchirangano) Takabvumirana (chirangano) Tichagara kwemakore zana (Tirimuchirangano) Vakabatikana (chirangano) Changamire vakabatikana (Tirimuchirangano) Ndapfidza (chirangano) Ndakadarika mwero Ndapfidza (Tirimuchirangano) Ndabvunza (chirangano) Kunamwari Akasika (Tirimuchirangano) Takabvumirana (chirangano) Tichagara kwemakore zana (Tirimuchirangano) Vakabatikana (chirangano) Changamire vakabatikana (Tirimuchirangano) Ndapfidza (chirangano) Ndakadarika mwero Ndapfidza (Tirimuchirangano) Ndabvunza (chirangano) Kunamwari Akasika (Tirimuchirangano) Takabvumirana (chirangano) Tichagara kwemakore zana (Tirimuchirangano) Vakabatikana (chirangano) Changamire vakabatikana (Tirimuchirangano)