Mdara Vachauya

Letra de Mdara Vachauya

GéneroAfrobeats
Idioma originalSW
Vistas739
Coordenadas de la letra

Letra original

SW
La traducción todavía no está disponible. Mostramos la letra original.
18
wandinzwa ndichidaidzira dhiya ndikati dai wambotarisa nguva nekuti zvimwe pamwe mhepo ichauya así ramba uchingopenya kunge zuva vakanetsa unoti mdhara achauya ahaha mdhara wacho ishumba inoruma ahaha unyerere uchingoshaina ahaha unyerere uchingoshaina ahaha kangoma kati kede kede aiwa tamba chirega kuramba uchingonanaira kunge kamba kamoto kerudo kamberevere musazokadzima vanosara vachingoringa ringa ndanovhima kuti dzive ngano, haiwa isungano ichi chirangano, chibvumirano vanoziva kuti mdhara achauya ahaha mdhara wacho ishumba inoruma ahaha unyerere uchingoshaina ahaha unyerere uchingoshaina ahaha ukandipa rudo ndogamuchira nemoyo wangu ukaramba angova madzikirira kuhope dzangu maona aqui chisikana chakachangamuka iruva rangu vakanetsa ramba uchingotsika tsika dhiya wangu kuti dzive ngano, haiwa isungano ichi chirangano, chibvumirano vanoziva kuti mdhara achauya ahaha mdhara wacho ishumba inoruma ahaha unyerere uchingoshaina ahaha unyerere uchingoshaina ahaha kangoma kati kede kede aiwa tamba chirega kuramba uchingonanaira kunge kamba kamoto kerudo kamberevere musazokadzima vanosara vachingoringa ringa ndanovhima kuti dzive ngano haiwa isungano ichi chirangano, chibvumirano vanoziva kuti mdhara achauya ahaha mdhara wacho ishumba inoruma ahaha unyerere uchingoshaina ahaha unyerere uchingoshaina ahaha wandinzwa ndichidaidzira dhiya ndikati dai wambotarisa nguva nekuti zvimwe pamwe mhepo ichauya así ramba uchingopenya kunge zuva vakanetsa unoti mdhara achauya ahaha mdhara wacho ishumba inoruma ahaha unyerere uchingoshaina ahaha unyerere uchingoshaina ahaha unyerere uchingoshaina ahaha unyerere uchingoshaina ahaha ndanga ndina oskid