Kunze Kwadoka

Songtext von Kunze Kwadoka

GenrePop
Dauer5:30
OriginalspracheSN
Aufrufe927
Songtext-Koordinaten

Originaltext

SN
Noch keine Übersetzung verfügbar. Der Originaltext wird angezeigt.
18
Vista geralLetrasOuvir Nhai mwana wanga uripi? Unani? Nhai mwana wanga unani? Uripi? Nhai mwana wanga uripi? Unani? Nhai mwana wanga unani? Uripi? Perekedza mwana zuva ravira kunze kwadoka Perekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kunze kwadoka Perekedza mwanasikana, perekedza Sheri iyo zuva ravira kunze kwadoka Nhai mwana wanga uripi? Unani? Nhai mwana wanga unani? Uripi? Nhai mwana wanga uripi? Unani? Nhai mwana wanga unani? Uripi? Perekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kunze kwadoka Perekedza mwanasikana, perekedza bhebhi iro zuva ravira kunze kwadoka Mai vanoti mwana wangu wanga uripoko zuva ravira kunze kwadoka Mai vanoti mwana wangu wanga unaniko zuva ravira kunze kwadoka Perekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kunze kwadoka Perekedza mwanasikana, perekedza mwana uyu zuva ravira kunze kwadoka Ndamba kuudzwa yakaonekwa nembonje, zuva ravira kunze kwadoka Ndamba kuudzwa yakaonekwa nembonje, zuva ravira kunze kwadoka Perekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kunze kwadoka Perekedza mwanasikana, perekedza mwana uyu zuva ravira kunze kwadoka Nhai mwana wanga uripi? Unani? Zuva ravira kunze kwadoka Nhai mwana wanga unani? Uripi? Zuva ravira kunze kwadoka Nhai mwana wanga uripi? Unani? Zuva ravira kunze kwadoka Nhai mwana wanga unani? Uripi? Zuva ravira kunze kwadoka