Mufudzi Ndiye Jehovah

Songtext von Mufudzi Ndiye Jehovah

Dauer6:25
OriginalspracheTL
Aufrufe378
Songtext-Koordinaten

Originaltext

TL
Noch keine Übersetzung verfügbar. Der Originaltext wird angezeigt.
18
Mufudzi ndiye Jehovha Anondichengeta Hapana chandinoshaya Ndichivimba naye Pana mafuro manyoro Ndinoguta kwazvo Ndinorara norugare Ndisingavhundutswe Anomutsa mweya wangu Anondiponisa Panzira dzokururama Anondifambisa Nyangwe ndifambe murima Handingatye chinhu Nokuti imi muneni Munondinyaradza Mandigadzirira kudya Mberi kwavavengi Mandizodza namafuta Handishaye chinhu Nduramo netsitsi dzenyu Zvinozova neni Ndichagara naJehovha Nokusingapere